Mapisarema 88:13 - Compare All Versions
Mapisarema 88:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndinochemera rubatsiro kwamuri, imi Jehovha; mangwanani, munyengetero wangu unosvika pamberi penyu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 88 BDSCMapisarema 88:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndakachema kwamuri, Jehovha, Munyengetero wangu uchasvika pamberi penyu mangwanani.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 88 SNA2002Mapisarema 88:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi ini ndinochema kwamuri TENZI; mangwanani munamato wangu unosvika pamberi penyu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 88 SCLBDMapisarema 88:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi ndakacema kwamuri, Jehova, Munyeŋgetero waŋgu ucaȿika pamberi penyu maŋgwanani.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 88 SUB1949Mapisarema 88:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini ndinochema kwamuri TENZI; mangwanani munamato wangu unosvika pamberi penyu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 88 SCLB