Mapisarema 8:5-6
Mapisarema 8:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Makamuita muduku zvishoma pana Mwari, uye mukamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa. Makamuita mutongi pamusoro pebasa ramaoko enyu; mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 8Mapisarema 8:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti makamuita muduku zvishoma kuna Mwari, Makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa. Makamubatisa ushe hwamabasa amaoko enyu; Makaisa zvose pasi petsoka dzake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 8Mapisarema 8:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
asi imi makatoita kuti munhu asiye paduku duku kuti ave saMwari. Muchimupa chiremba chembiri norukudzo. Makaita kuti ave ndiye anotonga mabasa amaoko enyu, mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 8