Mapisarema 8:4
Mapisarema 8:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
munhu chiiko zvamunomufunga, kana mwanakomana womunhu zvamune hanya naye?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 8Mapisarema 8:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu chinyiko, zvamunomufunga? NoMwanakomana womunhu zvamunomushanyira?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 8Mapisarema 8:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Munhu chiiwo zvake wamunorangarira, iye munhuwo zvake wamunochengeta
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 8