Mapisarema 8:3
Mapisarema 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana ndichifunga nezvamatenga enyu, iro basa reminwe yenyu, mwedzi nenyeredzi, zvamakarongedza panzvimbo yazvo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 8Mapisarema 8:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana ndichicherekedza denga renyu rose, iro basa reminwe yenyu, Mwedzi nenyeredzi zvamakarongedza
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 8Mapisarema 8:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndikati tarisei zvangu kumatenga enyu, amakaita neminwe yenyu, mwedzi nenyenyedzi zvamakaisamo? Ndinoti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 8