Mapisarema 79:8 - Compare All Versions
Mapisarema 79:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Regai kuverengera pamusoro pedu zvivi zvamadzibaba; tsitsi dzenyu ngadzikurumidze kuuya kuzosangana nesu, nokuti tiri pakutambudzika.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 79 BDSCMapisarema 79:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musarangarira kutirova pamusoro pezvakaipa zvamadzibaba edu; Ngoni dzenyu nyoro ngadzikurumidze kusangana nesu; Nokuti taneta kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 79 SNA2002Mapisarema 79:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Musatiyeukirewo zvitadzo zvedu zvakare. Tsitsi dzenyu ngadziuye nokukurumidza dzitichingurewo nokuti tasakara zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 79 SCLBDMapisarema 79:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Musaraŋgarira kutiroʋa pamsoro peɀakaipa ɀamadziɓaɓa eɗu; Ŋgoni dzenyu nyoro ŋgadzikurumidze kusoŋgana nesu; Nokuti taneta kwaɀo.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 79 SUB1949Mapisarema 79:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musatiyeukirewo zvitadzo zvedu zvakare. Tsitsi dzenyu ngadziuye nokukurumidza dzitichingurewo nokuti tasakara zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 79 SCLB