Mapisarema 78:26 - Compare All Versions
Mapisarema 78:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akazarura mhepo yokumabvazuva kubva kudenga, uye akafambisa mhepo yakabva zasi nesimba rake.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 78 BDSCMapisarema 78:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabudisa mhepo yakabva mabvazuva, ikarira kudenga; Akafambisa mhepo yakabva nyasi nesimba rake.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 78 SNA2002Mapisarema 78:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akaita kuti mhepo yokumabvazuva ivhuvhute kumatenga. Akatungamirira nesimba mhepo yokumaodzanyemba.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 78 SCLBDMapisarema 78:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Wakaɓuɗisa mhepo yakabva mabvazuʋa, ikarira kuɗeŋga; Akafambisa mhepo yakabva nyasi nesimba rake.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 78 SUB1949Mapisarema 78:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaita kuti mhepo yokumabvazuva ivhuvhute kumatenga. Akatungamirira nesimba mhepo yokumaodzanyemba.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 78 SCLB