Mapisarema 7:9
Mapisarema 7:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haiwa, Mwari akarurama, iyemi munonzvera ndangariro nomwoyo, gumisai kuita nesimba kwavakaipa mugoita kuti vakarurama vagare zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 7Mapisarema 7:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Haiwa, kuipa kwavakaipa ngakugume, asi simbisai akarurama; Nokuti Mwari akarurama anoidza mwoyo netsvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 7Mapisarema 7:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uipi hwavakaipa ngaupere, asi vakarurama vabudirire, imi munoedza pfungwa nomwoyo yavanhu, imi Mwari akarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 7