Mapisarema 7:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mapisarema 7:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha ngaatonge marudzi. Nditongei, imi Jehovha, zvakafanira kururama kwangu, zvakafanira kukwaniswa kwangu, imi Wokumusoro-soro.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 7 BDSCMapisarema 7:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha anotonga ndudzi dzavanhu; Nditongei Jehovha sokururama kwangu, uye nezvokwadi zviri mandiri.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 7 SNA2002Mapisarema 7:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Jehova unotoŋga ndudzi dzaʋanhu; Nditoŋgei Jehova sokururama kwaŋgu, ʋuye neɀokwaɗi iri mandiri.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 7 SUB1949Mapisarema 7:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 7 SCLBMapisarema 7:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 7 SCLBD