Mapisarema 7:6
Mapisarema 7:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Simukai, imi Jehovha pakutsamwa kwenyu; simukai murwise hasha dzavavengi vangu. Simukai, Mwari wangu; rayirai kururamisira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 7Mapisarema 7:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Simukai Jehovha, pakutsamwa kwenyu, Simukirai hasha dzavadzivisi vangu; Mumuke nokuda kwangu; ndimi makaraira kuti zvakarurama zviitwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 7Mapisarema 7:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Simukai TENZI nehasha dzenyu; zvisimudzei murwise vavengi vangu vane hasha. Mukai Mwari wangu, ndimi makatema wani kuti pave neruenzaniso.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 7