Mapisarema 69:8
Mapisarema 69:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndiri mutorwa kuhama dzangu, nomweni kuvanakomana vamai vangu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 69Mapisarema 69:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakava mutorwa kuhama dzangu, Nomubvakure kuvana vamai vangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 69Mapisarema 69:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndava muenzi kuhama dzangu, mutorwa zvake kune vomumba medu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 69