Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 69:33 - Compare All Versions

Mapisarema 69:33 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jehovha anonzwa vanoshayiwa uye haashori vanhu vake vakatapwa.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 69 BDSC

Mapisarema 69:33 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti Jehovha anonzwa vashaiwi, Haashori vasungwa vake.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 69 SNA2002

Mapisarema 69:33 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Nokuti Mwari anonzwa varombo uye haashori vanhu vake vanenge vari muusungwa.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 69 SCLBD

Mapisarema 69:33 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti Jehova unonzwa ʋashaiwi, Haashoʋori ʋasuŋgwa ʋake.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 69 SUB1949

Mapisarema 69:33 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Nokuti Mwari anonzwa varombo uye haashori vanhu vake vanenge vari muusungwa.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 69 SCLB