Mapisarema 67:7
Mapisarema 67:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari achatiropafadza, uye migumo yose yepasi ichamutya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 67Mapisarema 67:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari achatiropafadza; Nemigumo yose yapasi ichamutya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 67Mapisarema 67:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari atikomborera; ngaatyiwe kusvikira kose kwakagumira nyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 67