Mapisarema 67:4
Mapisarema 67:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndudzi ngadzifare uye dziimbe nomufaro, nokuti munotonga marudzi nokururamisira, uye munotungamirira ndudzi dzenyika. Sera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 67Mapisarema 67:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndudzi ngadzifare, ngadziimbe nomufaro; Nokuti muchatonga vanhu nokururama, Muchafambisa ndudzi pasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 67Mapisarema 67:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Marudzi ose ngaafare aimbe norufaro; nokuti munotonga vanhu noruenzaniso muchitungamirira marudzi avanhu panyika. Dzepfunde.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 67