Mapisarema 64:1
Mapisarema 64:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinzweiwo, imi Mwari, pandinotaura chichemo changu; dzivirirai upenyu hwangu pakutyisidzira kwavavengi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 64Mapisarema 64:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Inzwai izwi rangu Mwari pandinonyunyuta, ndidzivirireiwo kumuvengi anotyisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 64Mapisarema 64:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinzweiwo, imi Mwari, pandinotaura chichemo changu; dzivirirai upenyu hwangu pakutyisidzira kwavavengi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 64Mapisarema 64:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Inzwai izwi rangu, Mwari, pakuchema kwangu; Chengetai upenyu hwangu ndirege kutyiswa nomuvengi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 64Mapisarema 64:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Inzwai izwi rangu Mwari pandinonyunyuta, ndidzivirireiwo kumuvengi anotyisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 64