Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 57:8 - Compare All Versions

Mapisarema 57:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Chimuka iwe mweya wangu! Mukai imi mutengeranwa nembira! Ini ndichamutsa mambakwedza.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 57 BDSC

Mapisarema 57:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Muka iwe mwoyo wangu, muka iwe mutengeranwa nembira; Ini ndimene ndichamuka mangwanani.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 57 SNA2002

Mapisarema 57:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Muka iwe mweya wangu, mukai imi dimbwa nechipendani ndimutse mambakwedza.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 57 SCLBD

Mapisarema 57:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Muka iwe mŋoyo waŋgu, muka iwe muteŋgeranwa nembira; Ini ndimene ndicamuka maŋgwanani.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 57 SUB1949

Mapisarema 57:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Muka iwe mweya wangu, mukai imi dimbwa nechipendani ndimutse mambakwedza.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 57 SCLB