Mapisarema 56:6
Mapisarema 56:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanorangana, vanovandira, vanocherechedza mafambiro angu, vachishuva kundiuraya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 56Mapisarema 56:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanoungana, vanovanda, Vanocherekedza makwara angu, Kana vachivandira mweya wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 56Mapisarema 56:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanoungana pamwechete kundivandira vachitarisa mafambiro angu vachigaririra kuti vandiuraye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 56