Mapisarema 55:17-18
Mapisarema 55:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Madekwana, mangwanani namasikati ndinochema mukushushikana, uye iye anonzwa inzwi rangu. Anondidzikinura ndisina kukuvara kubva pahondo inondirwisa, kunyange zvazvo vazhinji vachindipikisa.
Mapisarema 55:17-18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Madekwana namangwanani namasikati ndichachema ndichiuura; Iye achanzwa izwi rangu. Wakadzikinura mweya wangu norugare, kukasava nomumwe akaswedera kwandiri; Nokuti vakanga vachirwa neni, vaiva vazhinji.
Mapisarema 55:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Manheru namangwanani uye masikati, ndinoisa chichemo changu ndichidemba; iye achanzwa izwi rangu. Achandinunura norugare pahondo yandiri kurwisa nokuti vanondirwisa vakawanda.
Mapisarema 55:17-18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Maɗekwana namaŋgwanani namasikati ndicacema ndiciʋuʋura; Iye ucanzwa inzwi raŋgu. Wakadzikinura mŋeya waŋgu norugare, kukasaʋa nomumŋe wakasweɗera kwandiri; Nokuti ʋakaŋga ʋacirwa neni, ʋaiʋa ʋazhinji.