Mapisarema 51:17
Mapisarema 51:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvibayiro zvaMwari mweya wakaputsika; mwoyo wakaputsika nowakapwanyika, imi Mwari hamuzoushori.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 51Mapisarema 51:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvibayiro zvaMwari mweya wakaputsika; Mwoyo wakaputsika nowakapwanyika, imi Mwari hamungaushori.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 51Mapisarema 51:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
chibayiro changu kunemi Mwari, mwoyo wakatyoka-tyoka mwoyo wakatyoka uye wakatendeuka hamushore, Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 51