Mapisarema 51:10 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mapisarema 51:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sikai mukati mangu mwoyo wakachena, imi Mwari, uye muvandudze mweya wakarurama mukati mangu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 51 BDSCMapisarema 51:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sikai mukati mangu mwoyo wakachena, Mwari; Vandudzai mukati mangu mweya wakarurama.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 51 SNA2002Mapisarema 51:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Sikai mukati maŋgu mŋoyo wakacena, Mŋari; Ʋandudzai mukati maŋgu mŋeya wakarurama.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 51 SUB1949Mapisarema 51:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipei mwoyo wakachena Mwari wangu muise mandiri mweya kwawo mutsva.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 51 SCLBMapisarema 51:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndipei mwoyo wakachena Mwari wangu muise mandiri mweya kwawo mutsva.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 51 SCLBD