Mapisarema 42:2
Mapisarema 42:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mweya wangu une nyota kuna Mwari, nyota yaMwari mupenyu. Ndingaenda riniko kundosangana naMwari?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 42Mapisarema 42:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mweya wangu une nyota kuna Mwari, iye Mwari mupenyu, Ndichasvika riniko ndionekwe naMwari?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 42Mapisarema 42:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mweya wangu une nyota nemi Mwari, imi Mwari mupenyu. Ndichauya riniko ndizoona uso hwaMwari?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 42