Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 41:11 - Compare All Versions

Mapisarema 41:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ndinoziva kuti munofadzwa neni, nokuti muvengi wangu haandikundi.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 41 BDSC

Mapisarema 41:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndinoziviswa nechinhu ichi kuti munofadzwa neni, Nokuti muvengi wangu haandikundi.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 41 SNA2002

Mapisarema 41:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndinobva ndaziva naizvozvo kuti munofadzwa neni zvokuti mhandu dzangu dzinenge dzisina kundikurira.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 41 SCLBD

Mapisarema 41:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndinoziʋiswa necinhu ici kuti munofadzwa neni, Nokuti muʋeŋgi waŋgu haandikundi.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 41 SUB1949

Mapisarema 41:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndinobva ndaziva naizvozvo kuti munofadzwa neni zvokuti mhandu dzangu dzinenge dzisina kundikurira.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 41 SCLB