Mapisarema 4:4
Mapisarema 4:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pakutsamwa kwenyu, regai kutadza; pamunenge muri pamibhedha yenyu, nzverai mwoyo yenyu uye munyarare. Sera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 4Mapisarema 4:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pakutsamwa kwenyu, regai kutadza; pamunenge muri pamibhedha yenyu, nzverai mwoyo yenyu uye munyarare. Sera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 4Mapisarema 4:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ityai, murege kutadza; Tauriranai nemwoyo yenyu panhoo dzenyu, muti mwii.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 4Mapisarema 4:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Shushikanai zvenyu asi musatadze. Rangarirai mumwoyo menyu pauvato hwenyu munyarare. Dzepfunde
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 4