Mapisarema 37:14-15
Mapisarema 37:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakaipa vanovhomora munondo uye vanowembura uta kuti vawisire pasi varombo navanoshayiwa, kuti vauraye avo vane nzira dzakarurama. Asi minondo yavo ichabaya mwoyo yavo pachavo, uye uta hwavo huchavhunika.
Mapisarema 37:14-15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakaipa vakavhomora munondo, vakawembura uta hwavo; Kuti vawisire pasi varombo navanoshaiwa, Kuti vauraya vakarurama panzira; Munondo wavo uchapinda pamwoyo yavo imene, Uye uta hwavo huchavhuniwa.
Mapisarema 37:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakaipa vanozvomora mapakatwa avo nokutatamura uta hwavo kuti vauraye varombo navasina chavanacho. Kuti vauraye vanofamba zvakarurama. Bakatwa ravo richavabaya ivo mwoyo uye uta hwavo huchatyorwa.
Mapisarema 37:14-15 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋakaipa ʋakavomora munondo, ʋakawembura ʋuta bgaʋo; Kuti ʋawisire pasi ʋarombo naʋanoshaiwa, Kuti ʋaʋuraye ʋakarurama panzira; Munondo waʋo ucapinda pamŋoyo yaʋo imene, Ʋuye ʋuta bgaʋo ʋucavuniwa.