Mapisarema 36:10
Mapisarema 36:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rambai muchiitira rudo kuna avo vanokuzivai, uye kururama kwenyu kuna vane mwoyo yakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 36Mapisarema 36:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rambai muchiitira vanokuzivai unyoro hwenyu; Nokururama kwenyu kuna vamwoyo yakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 36Mapisarema 36:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rambai muchiita mwoyochena wenyu kuna vanokuzivai uye muponese vano mwoyo yakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 36