Mapisarema 36:1
Mapisarema 36:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shoko riri mumwoyo mangu pamusoro pokutadza kweakaipa rinoti: Hakuna kutya Mwari pamberi pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 36Mapisarema 36:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kudarika kwoakaipa kunoreva mumwoyo mangu, kuchiti, “Hakuna kutya Mwari pamberi pameso ake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 36Mapisarema 36:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chitadzo chinotaura revo kune wakaipa mukatikati memwoyo wake chichiti kwaari zvokutya Mwari hapana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 36