Mapisarema 35:27
Mapisarema 35:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vose vanofarira kururamisirwa kwangu ngavapembere nomufaro nokufarisisa; ngavarambe vachiti, “Jehovha ngaakudzwe, iye anofarira kugara zvakanaka kwavaranda vake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 35Mapisarema 35:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ngavadanidzire nomufaro, vafare, ivo vanoda kururamiswa kwemhaka yangu; Ngavarambe vachiti, “Jehovha ngaakudzwe, Iye, anofarira kufara kwomuranda wake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 35Mapisarema 35:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Regai vanoda kuti ndipembedzwe vadaidzire norufaro varambe vachiti, “TENZI mukuru anofarira kubudirira kwomuranda wake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 35