Mapisarema 35:1
Mapisarema 35:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haiwa Jehovha, kakavadzanai navanokakavadzana neni; rwisai avo vanondirwisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 35Mapisarema 35:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha, kakavadzanai navanokakavadzana neni; Irwai navanorwa neni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 35Mapisarema 35:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI, navoi vanoita hondo neni, rwisai vanondirwisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 35