Mapisarema 34:8
Mapisarema 34:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ravirai henyu muone kuti Jehovha akanaka; akaropafadzwa munhu anovanda maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 34Mapisarema 34:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ravirai henyu, muone kuti Jehovha wakanaka; Akakomborerwa munhu anovimba naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 34Mapisarema 34:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ravirai munzwe kunaka kwaTENZI, akakomborerwa munhu anopotera kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 34Mapisarema 34:8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Raʋirai henyu, muʋone kuti Jehova wakanaka; Wakakomborerwa munhu unoʋimba naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 34