Mapisarema 32:8
Mapisarema 32:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichakurairidza uye ndichakudzidzisa nzira yaunofanira kufamba nayo; ndichakupa zano uye ndichakurinda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32Mapisarema 32:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichakudzidzisa nokukuraira nzira yaunofanira kufamba nayo; Ndichakupa njere neziso rangu, riri pamusoro pako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32Mapisarema 32:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichakurairidza ndigokudzidzisa nzira yaunofanira kufamba nayo. Ndichakupa mazano, ziso rangu riri pauri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32