Mapisarema 32:5
Mapisarema 32:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ndakazivisa chivi changu kwamuri uye handina kuvanza chakaipa changu. Ndakati, “Ndichareurura kudarika kwangu kuna Jehovha,” uye makandiregerera mhosva yechivi changu. Sera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32Mapisarema 32:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakakuzivisai chivi changu, handina kuvanza chakaipa changu; Ndakati, “Ndichazvireurura kudarika kwangu kuna Jehovha;” Imi mukandikanganwira kuipa kwechivi changu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32Mapisarema 32:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakareurura chitadzo changu kwamuri. Handina kuvanza uipi hwangu. Ndakati regai ndireurure zvikanganiso zvangu kuna TENZI. Imi makaregerera mhosva yechitadzo changu. Dzepfunde
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32