Mapisarema 32:2
Mapisarema 32:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaropafadzwa munhu asingaverengerwi zvivi zvake naJehovha, uye asina kunyengera mumwoyo make.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32Mapisarema 32:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaropafadzwa munhu asingaverengerwi zvivi zvake naJehovha, uye asina kunyengera mumwoyo make.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32Mapisarema 32:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akakomborerwa munhu asingaverengerwi zvakaipa naJehovha; asina kunyengera pamweya wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32Mapisarema 32:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akakomborerwa munhu asingapiwe mhosva naTENZI, munhu asina mweya wounyengedzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32