Mapisarema 32:1
Mapisarema 32:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaropafadzwa uyo akakanganwirwa kudarika kwake, akafukidzirwa zvivi zvake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32Mapisarema 32:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akakomborerwa akakanganwirwa kudarika kwake, akafukidzirwa zvivi zvake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32Mapisarema 32:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akakomborerwa zvake munhu akaregererwa kukanganisa kwake ane chitadzo chakafushirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 32