Mapisarema 30:12
Mapisarema 30:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
kuti mwoyo wangu ukuimbirei ugorega kunyarara. Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndichakuvongai nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 30Mapisarema 30:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kuti mweya wangu ukuimbirei nziyo dzokurumbidza, urege kunyarara. Jehovha Mwari wangu, ndichakuvongai nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 30Mapisarema 30:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
kuitira kuti ndikuimbirei ndichirumbidza mbiri yenyu ndirege kunyarara TENZI Mwari wangu ndinokutendai nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 30