Mapisarema 27:2
Mapisarema 27:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vakaipa pavakauya kwandiri kuzodya nyama yangu, vavengi navadzivisi vangu pavanondirwisa, vanogumburwa ndokuwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 27Mapisarema 27:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vaiti vezvakaipa vakati vachiuya kwandiri kuzodya nyama yangu, Ivo vadzivisi vangu navavengi vangu, vakagumburwa vakawa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 27Mapisarema 27:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana vakaipa vondirwisa vachitaura zvakaipa nezvangu. Mhandu navavengi vangu vachadzadzarika vagowira pasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 27