Mapisarema 23:1
Mapisarema 23:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha ndiye mufudzi wangu, hapana chandingashayiwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 23Mapisarema 23:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha ndiye mufudzi wangu; Hapana chandingashaiwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 23Mapisarema 23:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI ndiye mufudzi wangu hapana chandinoshaya
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 23