Mapisarema 22:4-5
Mapisarema 22:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Madzibaba edu akavimba nemi; vakavimba, uye mukavarwira. Vakachema kwamuri, vakaponeswa; vakavimba nemi uye havana kunyadziswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 22Mapisarema 22:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Madzibaba edu akavimba nemi; Vakavimba, imi mukavarwira. Vakachema kwamuri, vakarwirwa; Vakavimba nemi, vakasanyadziswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 22Mapisarema 22:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Madzibaba edu akavimba nemi, vakavimba, imi mukavanunura. Vakachema kwamuri vakanunurwa vakavimba nemi vakasanyadziswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 22