Mapisarema 18:30
Mapisarema 18:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana ari Mwari, nzira yake yakakwana kwazvo; Shoko raJehovha rakaidzwa; Ndiye nhoo yavose vanovimba naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana ari Mwari, nzira yake yakakwana; shoko raJehovha harina charingapomerwa. Ndiye nhoo yavose vanovanda maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana ari Mwari, nzira yake yakakwana kwazvo; Shoko raJehovha rakaidzwa; Ndiye nhoo yavose vanovimba naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari uyu, nzira dzake dzakarurama, zvinotaurwa naTENZI ndezvechokwadi inhoo yavose vanopotera kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18