Mapisarema 18:28
Mapisarema 18:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Imi, iyemi Jehovha, munoita kuti mwenje wangu urambe uchipfuta; Mwari wangu anoshandura rima rangu richiva chiedza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti imi muchatungidza mwenje wangu; Jehovha Mwari wangu achavhenekera rima rangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sezvo imi TENZI murimi mwenje wangu, imi Mwari wangu ndimi munondivhenekera murima
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18