Mapisarema 18:24
Mapisarema 18:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akandipa mubayiro zvakaringana nokururama kwangu, zvakaringana nokuchena kwamaoko angu pamberi pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo Jehovha akandiitira zvakaenzana nokururama kwangu, Zvakaenzana nokuchena kwamaoko angu pamberi pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndokusaka TENZI andidzorerawo maererano nokururama kwangu zvichifambiranawo nokuchena kwamaoko angu mukuona kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18