Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 17:6 - Compare All Versions

Mapisarema 17:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Haiwa Mwari, ndinodana kwamuri, nokuti muchandipindura; rerekerai nzeve yenyu kwandiri, munzwe munyengetero wangu.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 17 BDSC

Mapisarema 17:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ini ndakadana kwamuri, nokuti muchandipindura, imi Mwari; Rerekerai nzeve dzenyu kwandiri, munzwe kutaura kwangu.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 17 SNA2002

Mapisarema 17:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndinodanidzira kwamuri Mwari nokuti munondipindura. Rerekerai nzeve yenyu kwandiri munzwe zvandinotaura.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 17 SCLBD

Mapisarema 17:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ini ndakaɗana kwamuri, nokuti mucandipindura, imi Mŋari; Rerekerai nzeʋe dzenyu kwandiri, munzwe kutaura kwaŋgu.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 17 SUB1949

Mapisarema 17:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndinodanidzira kwamuri Mwari nokuti munondipindura. Rerekerai nzeve yenyu kwandiri munzwe zvandinotaura.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 17 SCLB