Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 16:1-2 - Compare All Versions

Mapisarema 16:1-2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ndichengetedzei, imi Mwari, nokuti ndinovanda mamuri. Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; kunze kwenyu handina chinhu chakanaka.”

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 16 BDSC

Mapisarema 16:1-2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndichengetei, Mwari, nokuti ndinovimba nemi. Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; Kunze kwenyu handine chinhu chakanaka.”

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 16 SNA2002

Mapisarema 16:1-2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndichengetei Mwari nokuti ndinopotera mamuri. Ndinoti kuna TENZI, “Imi ndimi TENZI wangu. Kunze kwenyu imi handina chimwe chakanaka.”

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 16 SCLBD

Mapisarema 16:1-2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndiceŋgetei, Mŋari; nokuti ndinoʋimba nemi. Ndakati kunaJehova: Ndimi Ishe waŋgu; Kunze kwenyu handinecinhu cakanaka.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 16 SUB1949

Mapisarema 16:1-2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndichengetei Mwari nokuti ndinopotera mamuri. Ndinoti kuna TENZI, “Imi ndimi TENZI wangu. Kunze kwenyu imi handina chimwe chakanaka.”

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 16 SCLB