Mapisarema 147:1
Mapisarema 147:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rumbidzai Jehovha. Zvakanaka sei kuimbira Mwari wedu nziyo dzokurumbidza, zvinofadza uye zvakafanira sei kumurumbidza!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 147Mapisarema 147:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hareruya! Nokuti zvakanaka kuti Mwari wedu aimbirwe nziyo dzokurumbidza; Zvinofadza, uye kurumbidza kwakafanira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 147Mapisarema 147:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rumbidzai TENZI, zvakanaka kuimba tichirumbidza Mwari wedu. Nokuti wakanaka uye zvakakodzera seiko kumuombera norumbo tichimurumbidza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 147