Mapisarema 146:1
Mapisarema 146:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rumbidza Jehovha. Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 146Mapisarema 146:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hareruya! Rumbidzai Jehovha, iwe mweya wangu!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 146Mapisarema 146:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rumbidza TENZI rumbidza TENZI iwe mweya wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 146