Mapisarema 145:8-9
Mapisarema 145:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha ane nyasha uye ane tsitsi, anononoka kutsamwa uye azere norudo. Jehovha akanaka kuna vose; uye ane nyasha pamusoro pezvose zvaakaita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 145Mapisarema 145:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha anenyasha, azere netsitsi, Haachimbidziki kutsamwa, anengoni zhinji. Jehovha anomwoyo wakanaka kuna vose; Ngoni dzake dziri pamabasa ake ose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 145Mapisarema 145:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI akanaka uye ane tsitsi, haakurumidzi kushatirwa uye azere nemwoyochena. TENZI akanaka kumunhu wose uye ane tsitsi nechose chaakasika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 145