Mapisarema 143:7
Mapisarema 143:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haiwa Jehovha, kurumidzai kundipindura; mweya wangu woziya. Regai kundivanzira chiso chenyu nokuti ndingazova savaya vakaburukira mugomba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 143Mapisarema 143:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kurumidzai kupindura, Jehovha; mweya wangu waziya; Regai kundivanzira chiso chenyu; Ndigosava savanoburukira kugomba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 143Mapisarema 143:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kasikai kundipindura TENZI ndapererwa ini, musavanze uso hwenyu ndingadaro ndikaita savaya vanoenda kuguva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 143