Mapisarema 143:1
Mapisarema 143:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haiwa Jehovha, inzwai munyengetero wangu, ndinzwirei ngoni pakuchema kwangu; uyai mundisunungure nokutendeka uye nokururama kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 143Mapisarema 143:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Inzwai munyengetero wangu, Jehovha; teererai kukumbira kwangu; Ndipindurei nokutendeka kwenyu nokururama kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 143Mapisarema 143:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Inzwai munamato wangu TENZI; teererai chichemo changu. Ndipindureiwo nokutendeka kwenyu noururami hwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 143