Mapisarema 141:2
Mapisarema 141:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munyengetero wangu ngauiswe pamberi penyu sezvinonhuhwira; kusimudzwa kwamaoko angu ngakuite sechibayiro chamadekwana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 141Mapisarema 141:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munyengetero wangu ngauve pamberi penyu sezvinonhuwira; Nokusimudzwa kwamaoko angu sechipiriso chamadekwana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 141Mapisarema 141:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munamato wangu ngauite serusenzi kwamuri uye kusimudza kwandinoita maoko kuite sechibayiro chamanheru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 141