Mapisarema 140:4
Mapisarema 140:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ndichengeteiwo TENZI ndirege kuwira mumaoko avakaipa ndichengeteiwo kuvanhu vanokuvadza vamwe vakaronga kupingirisha makumbo angu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 140Mapisarema 140:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichengetei, imi Jehovha, kubva mumaoko avakaipa; ndidzivirirei pavanhu vanoita nechisimba vanoronga kupinga tsoka dzangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 140Mapisarema 140:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichengetei, Jehovha, pamaoko owakaipa; Ndichengetei pamunhu anomanikidza; Vanofunga mano okugumburisa tsoka dzangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 140Mapisarema 140:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichengeteiwo TENZI ndirege kuwira mumaoko avakaipa ndichengeteiwo kuvanhu vanokuvadza vamwe vakaronga kupingirisha makumbo angu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 140