Mapisarema 14:1
Mapisarema 14:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Benzi rinoti mumwoyo maro, “Hakuna Mwari.” Vakaora, mabasa avo akashata; hakuna anoita zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 14Mapisarema 14:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Benzi rakati mumwoyo maro, “Mwari haako.” Vakaora, vakabata mabasa anonyangadza; Hapana anoita zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 14Mapisarema 14:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Benzi rinoti nechomumwoyo, “Hakuna Mwari.” Vane tsika dzakaora; vanoita zvinhu zvinosemesa; hapana anoita zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 14