Mapisarema 139:8
Mapisarema 139:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana ndikakwira kumatenga, imi muriko; kana ndikawarira mubhedha wangu kwakadzika, imi muriko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 139Mapisarema 139:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana ndingakwira kudenga muripo; Kana ndikazviwarira nhoo paSheori, tarirai muripowo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 139Mapisarema 139:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti ndikati ndiende kudenga imi muriko? Ndikati ndiwarire uvato hwangu kunzvimbo yavakafa imi muriko
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 139